RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 24:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 nokuti panguva iyoyo pachava nokutambudzika kukuru+ kusina kumboitika kubvira pakutanga kwenyika kusvikira zvino,+ aiwa, uyewo hakuzoitikizve.

  • Ruka 21:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Vane nhamo vakadzi vane pamuviri nevaya vanoyamwisa vana mumazuva iwayo!+ Nokuti panyika pachava nokutambudzika kukuru uye pachava nehasha pamusoro pevanhu ivava;

  • VaRoma 2:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 kutambudzika nenhamo zvichava pamweya womunhu wose anoita zvinokuvadza, kutanga pamweya womuJudha+ uyewo pane womuGiriki;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe