Zvirevo 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Usazviti wakachenjera.+ Itya Jehovha ubve pane zvakaipa.+ Zvirevo 26:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Waona munhu anozviti akachenjera here?+ Benzi rinotova netariro+ kupfuura iye. VaGaratiya 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kana munhu achifunga kuti iye chimwe chinhu asi iye asiri chinhu,+ ari kunyengera pfungwa dzake.
3 Nokuti kana munhu achifunga kuti iye chimwe chinhu asi iye asiri chinhu,+ ari kunyengera pfungwa dzake.