Zvirevo 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munhu akachenjera achateerera owana mumwe murayiridzo,+ uye munhu anonzwisisa ndiye anowana kutungamirira kwounyanzvi,+ Muparidzi 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwana murombo asi iye akachenjera+ ari nani kupfuura mambo akwegura asi ari benzi,+ asingachazivi kuti anofanira kunyeverwa.+
5 Munhu akachenjera achateerera owana mumwe murayiridzo,+ uye munhu anonzwisisa ndiye anowana kutungamirira kwounyanzvi,+
13 Mwana murombo asi iye akachenjera+ ari nani kupfuura mambo akwegura asi ari benzi,+ asingachazivi kuti anofanira kunyeverwa.+