Nehemiya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo mambo akati kwandiri: “Nei chiso chako chakasuruvara+ iwe usingarwari? Ichi hachisi chimwe chinhu kunze kwokusuruvara kwomwoyo.”+ Ndakatya kwazvo. Pisarema 38:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndavhiringidzika, ndakotama zvakanyanya;+Zuva rose ndinofamba-famba ndakasuruvara.+ Zvirevo 15:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwoyo unofara unoita kuti chiso chifare,+ asi mudzimu unotambudzika nokuda kwokurwadziwa kwomwoyo.+ Mateu 6:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri: Regai kuzvidya mwoyo+ pamusoro pemweya yenyu pamusoro pechamuchadya kana chamuchanwa, kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+ Mweya haurevi zvinopfuura zvokudya uye muviri kupfuura zvipfeko here?+
2 Naizvozvo mambo akati kwandiri: “Nei chiso chako chakasuruvara+ iwe usingarwari? Ichi hachisi chimwe chinhu kunze kwokusuruvara kwomwoyo.”+ Ndakatya kwazvo.
13 Mwoyo unofara unoita kuti chiso chifare,+ asi mudzimu unotambudzika nokuda kwokurwadziwa kwomwoyo.+
25 “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri: Regai kuzvidya mwoyo+ pamusoro pemweya yenyu pamusoro pechamuchadya kana chamuchanwa, kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+ Mweya haurevi zvinopfuura zvokudya uye muviri kupfuura zvipfeko here?+