RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 10:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Pamashoko mazhinji hapashayikwi kudarika,+ asi munhu anodzora miromo yake anoita nokungwara.+

  • Zvirevo 12:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Munhu akaipa anoteyiwa nokudarika kwemiromo,+ asi munhu akarurama anobuda mudambudziko.+

  • Zvirevo 18:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Muromo webenzi ndiwo unoriparadza,+ uye miromo yaro musungo kumweya waro.+

  • Mateu 12:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Ndinokuudzai kuti shoko rose risingabatsiri rinotaurwa nevanhu, vachazvidavirira+ pamusoro paro paZuva Rokutongwa;

  • Jakobho 1:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Kana munhu chero upi zvake achizviona somunhu anonamata zvakarurama+ asi asingadzori rurimi rwake,+ achiramba achinyengera mwoyo wake,+ kunamata kwomunhu uyu hakuna zvakunobatsira.+

  • Jakobho 3:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Narwo tinorumbidza Jehovha,+ ivo Baba,+ asi narwo tinotuka+ vanhu vakavapo “vakafanana naMwari.”+

  • Judha 16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Vanhu ava vagunun’uni,+ vanyunyuti pamusoro pomugove wavo muupenyu, vanoita maererano nokuchiva kwavo,+ uye miromo yavo inotaura zvinhu zvokuzvikudza,+ asi vachiyemura vanhu+ kuti ivo pachavo vabatsirwe.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe