RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 6:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 nedzimba dzizere zvinhu zvose zvakanaka dzausina kuzadza, nemigodhi yemvura yakacherwa yausina kuchera, minda yemizambiringa nemiti yemiorivhi yausina kudyara, uye paunenge wadya waguta,+

  • Jobho 27:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Angagadzira hake, asi munhu akarurama ndiye achazvipfeka,+

      Uye asina mhosva ndiye achawana mugove wesirivha yacho.

  • Isaya 61:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi imi muchanzi vapristi vaJehovha;+ imi muchanzi vashumiri+ vaMwari wedu. Muchadya pfuma yemarudzi,+ uye muchataura pamusoro penyu muchifara kwazvo mukukudzwa kwawo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe