RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 12:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Akataura navo maererano nezano remajaya,+ achiti: “Baba vangu, vakaita kuti joko renyu rireme, asi ini, ndichawedzera joko renyu. Baba vangu, vakakurovai netyava, asi ini, ndichakurovai netyava dzine zvinobaya.”+

  • 1 Madzimambo 12:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 VaIsraeri vose pavakaona kuti mambo akanga asina kuvateerera, vanhu vakabva vapindura mambo, vachiti: “Tine mugove wei kuna Dhavhidhi?+ Hakuna nhaka kumwanakomana waJese. Haiwa imi vaIsraeri, endai kuna vanamwari+ venyu. Haiwa Dhavhidhi,+ chizvionera zveimba yako!” Naizvozvo vaIsraeri vakaenda kumatende avo.

  • Zvirevo 29:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Munhu asingatani kutsamwa anomutsa kukakavara,+ uye munhu anoda hasha anodarika kazhinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe