-
Isaya 66:3Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
3 “Munhu anouraya nzombe akaita souya anouraya munhu.+ Anobayira makwai akaita souya anotyora mutsipa wembwa.+ Anopa chipo akaita souya anopa ropa renguruve!+ Anopa chiyeuchidzo chezvinonhuhwirira zvichena+ akaita souya anoonga nemashoko emashiripiti.+ Ndivowo vaya vakasarudza nzira dzavo, uye mweya yavo yakafarira zvinhu zvavo zvinonyangadza.+
-