Pisarema 52:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mwari achakuputsawo nokusingaperi;+Achakuwisira pasi okubvisa patende rako,+Achakudzura munyika yevapenyu.+ Sera. Ruka 18:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndinokuudzai, Murume uyu akaburukira kumba kwake anzi akarurama+ kupfuura murume uya; nokuti munhu wose anozvikwidziridza achanyadziswa, asi anozvininipisa achakwidziridzwa.”+
5 Mwari achakuputsawo nokusingaperi;+Achakuwisira pasi okubvisa patende rako,+Achakudzura munyika yevapenyu.+ Sera.
14 Ndinokuudzai, Murume uyu akaburukira kumba kwake anzi akarurama+ kupfuura murume uya; nokuti munhu wose anozvikwidziridza achanyadziswa, asi anozvininipisa achakwidziridzwa.”+