RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 50:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Chokwadi, iwe—wakavenga kurangwa,+

      Unoramba uchirasira mashoko angu shure kwako.+

  • Zvirevo 5:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Uchazoti: “Chokwadi ndakavenga kurangwa+ uye mwoyo wangu hauna kuremekedza kutsiurwa!+

  • Zvirevo 13:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Munhu asina hanya nokurangwa anova murombo uye anozvidzwa,+ asi anochengeta kutsiurwa ndiye anokudzwa.+

  • VaHebheru 12:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Onai kuti hamurambi iye ari kutaura.+ Nokuti kana avo vakaramba uyo akanga achipa nyevero yaMwari panyika+ vasina kupukunyuka, isuwo hatingapukunyuki kana tikafuratira uyo anotaura ari kumatenga.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe