Zvirevo 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kutsauka kuri mumwoyo make.+ Anoronga zvinhu zvakaipa nguva dzose.+ Anongoramba achiita kuti pave nokukakavara.+ VaGaratiya 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka, Jakobho 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti pane godo+ nokukakavara, ndipo pane nyonganyonga nezvinhu zvose zvakaipa.+
14 Kutsauka kuri mumwoyo make.+ Anoronga zvinhu zvakaipa nguva dzose.+ Anongoramba achiita kuti pave nokukakavara.+
20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka,