2 ichidzika nepakati pomugwagwa wakafara weguta racho. Mhiri kuno kworwizi nemhiri uko kwakanga kuine miti+ youpenyu inobereka zvibereko zvomuchero gumi nezviviri, ichibereka michero yayo mwedzi mumwe nomumwe.+ Mashizha emiti yacho akanga ari okurapa marudzi.+