Pisarema 126:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Panguva iyoyo miromo yedu yakazadzwa nokuseka,+Uye rurimi rwedu nokushevedzera kwokufara.+Panguva iyoyo pakati pemamwe marudzi, vakati:+“Jehovha akaita chinhu chikuru pane zvaakavaitira.”+
2 Panguva iyoyo miromo yedu yakazadzwa nokuseka,+Uye rurimi rwedu nokushevedzera kwokufara.+Panguva iyoyo pakati pemamwe marudzi, vakati:+“Jehovha akaita chinhu chikuru pane zvaakavaitira.”+