Eksodho 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+ 2 Samueri 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino areka yaJehovha payakasvika muGuta raDhavhidhi, Mikari,+ mwanasikana waSauro, akatarira pasi nepahwindo, akaona Mambo Dhavhidhi achikwakuka uye achipembera pamberi paJehovha; uye akatanga kumuzvidza+ mumwoyo make.+
20 Zvino Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni,+ akatora gandira noruoko rwake;+ vakadzi vose vakabuda pamwe chete naye vaine makandira vachitamba.+
16 Zvino areka yaJehovha payakasvika muGuta raDhavhidhi, Mikari,+ mwanasikana waSauro, akatarira pasi nepahwindo, akaona Mambo Dhavhidhi achikwakuka uye achipembera pamberi paJehovha; uye akatanga kumuzvidza+ mumwoyo make.+