1 Madzimambo 21:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+ Pisarema 82:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Mucharamba muchitonga musingaruramisiri kusvikira riniko+Uye muchifarira vakaipa?+ Sera. Pisarema 94:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Vanorwisa kwazvo mweya womunhu akarurama+Uye vanoti ropa reasina mhosva rakaipa.+ Isaya 59:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kururamisira kwakamanikidzwa kudzoka shure,+ uye kururama kwakangoramba kumire kure.+ Nokuti chokwadi chakundikana munzvimbo inoungana vanhu, uye zvakarurama hazvikwanisi kupinda.+ Mika 7:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Maoko avo ari pane zvakaipa, kuti vanyatsozviita;+ muchinda ari kukumbira chimwe chinhu, uye uya ari kutonga anoita kudaro kuti awane mubayiro,+ munhu mukuru ari kutaura zvinoda mweya wake, zvaanoda iye pachake;+ uye vanozviruka pamwe chete. Mateu 26:59 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 59 Munguva iyoyi vapristi vakuru neSanihedrini yose vakanga vachitsvaka uchapupu hwenhema hwokupomera Jesu kuti vamuuraye,+
10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+
14 Kururamisira kwakamanikidzwa kudzoka shure,+ uye kururama kwakangoramba kumire kure.+ Nokuti chokwadi chakundikana munzvimbo inoungana vanhu, uye zvakarurama hazvikwanisi kupinda.+
3 Maoko avo ari pane zvakaipa, kuti vanyatsozviita;+ muchinda ari kukumbira chimwe chinhu, uye uya ari kutonga anoita kudaro kuti awane mubayiro,+ munhu mukuru ari kutaura zvinoda mweya wake, zvaanoda iye pachake;+ uye vanozviruka pamwe chete.
59 Munguva iyoyi vapristi vakuru neSanihedrini yose vakanga vachitsvaka uchapupu hwenhema hwokupomera Jesu kuti vamuuraye,+