2 Makoronike 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+ Pisarema 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+Jehovha—chigaro chake choumambo chiri kumatenga.+Maziso ake anoona, maziso ake anopenya anoongorora+ vanakomana vevanhu. Mateu 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Saka, munofanira kunyengetera seizvi:+ “‘Baba vedu vari kumatenga, zita renyu+ ngaritsveneswe.+
9 Nokuti kana ari Jehovha, maziso ake+ anotarira-tarira panyika pose+ kuti aratidze simba rake nokuda kwevaya vane mwoyo+ wakakwana kwaari. Waita zvoupenzi+ pachinhu ichi, nokuti kubvira zvino hondo dzichauya kuzokurwisa.”+
4 Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+Jehovha—chigaro chake choumambo chiri kumatenga.+Maziso ake anoona, maziso ake anopenya anoongorora+ vanakomana vevanhu.