RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 24:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Vanokudzwa kwenguva duku, vobva vaenda,+

      Vanoderedzwa;+ vodzurwa sezvinoitwa munhu wose,

      Uye vanochekwa sezvinoitwa musoro wehura yezviyo.

  • Muparidzi 6:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuti ndiani anoziva zvakanaka zvine munhu muupenyu+ kwemazuva ose oupenyu hwake husina zvahunobatsira, kana iye achiapedza sokupfuura kunoita mumvuri?+ Nokuti ndiani angaudza munhu zvichazoitika pasi pezuva?+

  • Ruka 12:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda mweya wako.+ Saka, zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+

  • Jakobho 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuti zuva rinobuda nokupisa kwaro kukuru, roita kuti zvinomera zvisvave, maruva azvo odonha uye runako rwazvo rwokunze rwoparara. Saizvozvowo, mupfumi achasvava mumararamiro ake.+

  • 2 Petro 2:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Uyewo, vachichochora, vachakunyengerai nemashoko enhema.+ Asi kwavari ivo, kutongwa kwakabvira kare+ hakusi kunonoka, uye kuparadzwa kwavo hakusi kukotsira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe