RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 2:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ini, iyeni, ndakatendeukira kumabasa angu ose akanga aitwa nemaoko angu uye kubasa rakaoma randakanga ndashanda zvakaoma kuti ndiite,+ asi tarira! zvinhu zvose zvakanga zvisina zvazvinobatsira uye kuri kudzingana nemhepo,+ uye hapana chaibatsira pasi pezuva.+

  • Muparidzi 2:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Nokuti iye akapa munhu akanaka ari pamberi pake+ uchenjeri nezivo nokufara,+ asi mutadzi akamupa basa rokuunganidza nokututa kuti anopa munhu akanaka pamberi paMwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye kudzingana nemhepo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe