23 Zvino Ahitoferi akaona kuti zano rake rakanga risina kuitwa,+ akasungirira chigaro pambongoro, akasimuka, akaenda kumba kwake kuguta rake.+ Akabva arayira imba yake,+ akazvisungirira,+ akafa.+ Naizvozvo akavigwa+ munzvimbo yemakuva yemadzitateguru ake.