Amosi 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 richava sezvinoitika munhu paanotiza shumba asi osangana nemhuka inonzi bheya; uye richava seapo munhu anopinda mumba obatirira kumadziro asi orumwa nenyoka.+ Amosi 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kana vakavanda pamusoro peKameri, ndichanyatsovatsvaka ipapo ndovatora.+ Kana vakavanda pasi pegungwa+ kuti ndirege kuvaona, ndicharayira nyoka ikoko, uye ichavaruma.
19 richava sezvinoitika munhu paanotiza shumba asi osangana nemhuka inonzi bheya; uye richava seapo munhu anopinda mumba obatirira kumadziro asi orumwa nenyoka.+
3 Kana vakavanda pamusoro peKameri, ndichanyatsovatsvaka ipapo ndovatora.+ Kana vakavanda pasi pegungwa+ kuti ndirege kuvaona, ndicharayira nyoka ikoko, uye ichavaruma.