1 Madzimambo 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vanofara varume venyu;+ vanofara+ vashandi venyu ava vanomira pamberi penyu nguva dzose, vachiteerera uchenjeri hwenyu!+ Jobho 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mashoko ako aitsigira chero munhu upi zvake aigumburwa;+Uye waisimbisa mabvi aipera simba.+ Pisarema 37:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Muromo womunhu akarurama ndiwo unotaura uchenjeri nenzwi riri pasi,+Rurimi rwake ndirwo runotaura zvakarurama.+ Zvirevo 10:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Miromo yomunhu akarurama inoramba ichifudza vazhinji,+ asi mapenzi anoramba achifa nokuti ane mwoyo isina njere.+ Ruka 4:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino vose vakatanga kumupupurira zvakanaka vachishamiswa nemashoko anofadza+ aibuda mumuromo make, uye vakanga vachiti: “Uyu haasi iye mwanakomana waJosefa here?”+ VaEfeso 4:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Shoko rakaora ngarirege kubuda mumuromo menyu,+ asi shoko chero ripi zvaro rakanaka, kuti rivake sezvingava zvichidiwa, kuti ripe zvinofadza kune vanonzwa.+
8 Vanofara varume venyu;+ vanofara+ vashandi venyu ava vanomira pamberi penyu nguva dzose, vachiteerera uchenjeri hwenyu!+
30 Muromo womunhu akarurama ndiwo unotaura uchenjeri nenzwi riri pasi,+Rurimi rwake ndirwo runotaura zvakarurama.+
21 Miromo yomunhu akarurama inoramba ichifudza vazhinji,+ asi mapenzi anoramba achifa nokuti ane mwoyo isina njere.+
22 Zvino vose vakatanga kumupupurira zvakanaka vachishamiswa nemashoko anofadza+ aibuda mumuromo make, uye vakanga vachiti: “Uyu haasi iye mwanakomana waJosefa here?”+
29 Shoko rakaora ngarirege kubuda mumuromo menyu,+ asi shoko chero ripi zvaro rakanaka, kuti rivake sezvingava zvichidiwa, kuti ripe zvinofadza kune vanonzwa.+