RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 4:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Zvakadini nevaya vanogara mudzimba dzevhu,

      Dzine nheyo dziri muguruva!+

      Munhu anokurumidza kuvaparadza kupfuura zvinoitwa chitemamachira.

  • Mateu 12:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 Unobva wati, ‘Ndichadzokera kuimba yangu yandakatama’; uye uchisvika unoiwana isingagarwi asi yakatsvairwa yakachena uye yakashongedzwa.

  • 2 VaKorinde 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Nokuti tinoziva kuti kana imba yedu yepanyika,+ iro tende rino,+ ikaparara,+ tichava nechivako chinobva kuna Mwari, imba isina kuvakwa nemaoko,+ isingaperi,+ iri kumatenga.

  • 2 Petro 1:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Asi ndinofunga kuti chero bedzi ndiri mutebhenekeri ino,+ zvakanaka kuti ndikumutsei nokukuyeuchidzai,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe