RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 21:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Zvino vaFiristiya+ vakarwazve nevaIsraeri. Naizvozvo Dhavhidhi akaenda nevashandi vake, vakarwa nevaFiristiya; uye Dhavhidhi akaneta.

  • Pisarema 22:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Simba rangu raoma sechaenga,+

      Rurimi rwangu runonamatidzwa kumatadza angu;+

      Muri kundiisa muguruva rorufu.+

  • Pisarema 90:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Nokuti mazuva edu ose apera nokuda kwokushatirwa kwenyu;+

      Makore edu apera sezevezeve.+

  • Pisarema 102:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Akatapudzira simba rangu panzira,+

      Akatapudza mazuva angu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe