Jobho 17:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kana ndikaramba ndakamirira, Sheori ndiyo imba yangu;+Ndichawaridza mubhedha wangu murima.+ Jobho 30:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti ndinonyatsoziva kuti muchaita kuti ndidzokere kurufu,+Uye kuimba yokusanganira yevanhu vose vapenyu. Pisarema 49:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vakatarirwa kuenda kuSheori semakwai;+Rufu ruchavafudza;+Vakarurama vachava nesimba pavari mangwanani,+Miviri yavo ichaparara;+Mumwe nomumwe wavo achawana Sheori panzvimbo pokuwana nzvimbo yakakwirira yokugara.+ Muparidzi 9:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvose zvinowana ruoko rwako kuti ruite, zviite nesimba rako rose,+ nokuti muSheori,+ iyo nzvimbo yauri kuenda,+ hamuna basa kana kuronga mazano kana zivo+ kana uchenjeri.+
23 Nokuti ndinonyatsoziva kuti muchaita kuti ndidzokere kurufu,+Uye kuimba yokusanganira yevanhu vose vapenyu.
14 Vakatarirwa kuenda kuSheori semakwai;+Rufu ruchavafudza;+Vakarurama vachava nesimba pavari mangwanani,+Miviri yavo ichaparara;+Mumwe nomumwe wavo achawana Sheori panzvimbo pokuwana nzvimbo yakakwirira yokugara.+
10 Zvose zvinowana ruoko rwako kuti ruite, zviite nesimba rako rose,+ nokuti muSheori,+ iyo nzvimbo yauri kuenda,+ hamuna basa kana kuronga mazano kana zivo+ kana uchenjeri.+