Genesisi 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+ Jobho 34:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvipenyu zvose zvenyama zvichaparara pamwe chete,Uye munhu wepanyika achadzokera kuguruva chaiko.+ Pisarema 146:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Simba rake roupenyu rinobuda,+ iye odzokera kuivhu rake;+Nezuva iroro pfungwa dzake dzinoparara.+ Muparidzi 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvose zvakabva kuguruva,+ uye zvose zvinodzokera kuguruva.+
19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+
15 Zvipenyu zvose zvenyama zvichaparara pamwe chete,Uye munhu wepanyika achadzokera kuguruva chaiko.+
20 Zvose zvinoenda kunzvimbo imwe chete.+ Zvose zvakabva kuguruva,+ uye zvose zvinodzokera kuguruva.+