Zvirevo 25:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kukudzwa kwaMwari kuri mukuvanzwa kwenyaya,+ uye kukudzwa kwemadzimambo kuri mukutsvakisiswa kwenyaya.+ Ruka 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 ini ndakatsungawo, nokuti ndakatsvaka zvinhu zvose nenzira yakarurama kubvira pakutanga, kuti ndikunyorerei zvichitevedzana nenzira inonzwisisika,+ imi munoremekedzwa kwazvo+ Tiyofiro,+
2 Kukudzwa kwaMwari kuri mukuvanzwa kwenyaya,+ uye kukudzwa kwemadzimambo kuri mukutsvakisiswa kwenyaya.+
3 ini ndakatsungawo, nokuti ndakatsvaka zvinhu zvose nenzira yakarurama kubvira pakutanga, kuti ndikunyorerei zvichitevedzana nenzira inonzwisisika,+ imi munoremekedzwa kwazvo+ Tiyofiro,+