RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 24:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Mwanakomana wangu, idya uchi, nokuti hwakanaka; ita kuti uchi hwomumazinga hunotapira huve mumukanwa mako.+

  • Rwiyo rwaSoromoni 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Ndapinda mumunda wangu,+ haiwa hanzvadzi yangu,+ mwenga wangu.+ Ndatanha mura+ yangu pamwe chete nezvinonhuhwirira zvangu. Ndadya zinga rangu rouchi pamwe chete nouchi hwangu;+ ndanwa waini yangu pamwe chete nomukaka wangu.”

      “Haiwa imi shamwari, idyai! Inwai mudhakwe nokuratidzirana rudo!”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe