RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 60:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Nokuti, tarira! rima+ richafukidza nyika, uye zarima richafukidza mapoka emarudzi; asi Jehovha achapenyera pauri, uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.+

  • Ruka 2:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 chiedza+ chokubvisa nacho chifukidziro+ pamarudzi+ nokukudzwa kwevanhu venyu vaIsraeri.”

  • Mabasa 17:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Chokwadi, Mwari akafuratira nguva dzokusaziva+ kwakadaro, asi zvino ari kuudza vanhu kuti kwose kwose vose vanofanira kupfidza.+

  • 2 VaKorinde 3:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 tisingaiti sepaya pakaisa Mosesi chifukidziro+ pachiso chake, kuti vana vaIsraeri varege kuramba vakatarira kumugumo+ wechaizoguma.

  • 2 VaKorinde 4:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 kune vasingatendi,+ vaya vakapofumadzwa pfungwa namwari wemamiriro ezvinhu epanguva ino,+ kuti varege kupenyerwa+ nokuvhenekera+ kwemashoko akanaka anokudzwa+ ane chokuita naKristu, uyo ari mufananidzo+ waMwari.

  • VaEfeso 5:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 nokuti maimbova rima,+ asi zvino mava chiedza+ munaShe. Rambai muchifamba sevana vechiedza,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe