RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Haiwa Mwari wangu, ndinonyatsoziva kuti ndimi muongorori womwoyo,+ uye kuti munofarira kururama.+ Ini ndapa zvinhu zvose izvi nokuzvidira kwangu nomwoyo wangu wakarurama, uye ndafara kuona vanhu venyu vari pano vachikupai nokuzvidira.

  • Jobho 1:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Munyika yeUzi+ maiva nomumwe murume ainzi Jobho;+ uye murume iyeye akanga asina chaaipomerwa,+ akarurama,+ achitya Mwari+ uye achinzvenga zvakaipa.+

  • Pisarema 18:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Jehovha ngaandiripe zvinoenderana nokururama kwangu,+

      Zvinoenderana nokuchena kwemaoko angu pamberi pake.+

  • Zvirevo 20:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Munhu akarurama anofamba akavimbika.+ Vanakomana vake vanomutevera vanofara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe