Vatongi 10:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino vanakomana vaIsraeri vakatanga kushevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe,+ vachiti: “Takakutadzirai,+ nokuti takasiya Mwari wedu uye tinoshumira vanaBhaari.”+ Pisarema 77:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakatsvaka Jehovha pazuva rokutambudzika kwangu.+Ruoko rwangu rwanga rwakatambanudzwa usiku asi haruna kurukutika;Mweya wangu waramba kunyaradzwa.+ Pisarema 78:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Paaivauraya kazhinji, ivo vaimutsvakawo,+Uye vaidzoka, votsvaka Mwari.+ Hosiya 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaenda, ndichadzokera kunzvimbo yangu kusvikira vabvuma mhosva yavo;+ uye vachatsvaka kunzwirwa nyasha neni.+ Vachanditsvaka+ pavanenge vava kutambudzika kwazvo.”+
10 Zvino vanakomana vaIsraeri vakatanga kushevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe,+ vachiti: “Takakutadzirai,+ nokuti takasiya Mwari wedu uye tinoshumira vanaBhaari.”+
2 Ndakatsvaka Jehovha pazuva rokutambudzika kwangu.+Ruoko rwangu rwanga rwakatambanudzwa usiku asi haruna kurukutika;Mweya wangu waramba kunyaradzwa.+
15 Ndichaenda, ndichadzokera kunzvimbo yangu kusvikira vabvuma mhosva yavo;+ uye vachatsvaka kunzwirwa nyasha neni.+ Vachanditsvaka+ pavanenge vava kutambudzika kwazvo.”+