RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 92:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vaya vakadyarwa muimba yaJehovha,+

      Muzvivanze zvaMwari wedu,+ vachatumbuka.

  • Isaya 37:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Zvino vaya veimba yaJudha vachapukunyuka, vaya vachasara,+ vachadzika midzi pasi vobereka zvibereko kumusoro.+

  • Isaya 60:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Muduku achava chiuru uye akadukupa achava rudzi rune simba.+ Ini Jehovha, ndichazvikurumidzisa panguva yazvo.”+

  • Jeremiya 30:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Chokwadi kuonga kuchabva kwavari, nenzwi revaya vari kuseka.+ Ndichaita kuti vawande, uye havazovi vashoma;+ asi ndichavaita vazhinji kwazvo, uye havazovi vasingakoshi.+

  • Hosiya 14:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ndichava sedova kuna Israeri.+ Iye achatumbuka seruva, uye midzi yake ichatandira somuti wokuRebhanoni.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe