RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 50:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Anozvikudza achagumburwa owa,+ uye hapana anozomumutsa.+ Ndichabatidza moto mumaguta ake, uye uchaparadza nzvimbo dzake dzose dzakapoteredza.”+

  • Maraki 4:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “Nokuti tarirai! zuva rinopisa sezvinoita vira romoto riri kuuya,+ uye vanhu vose vanozvikudza navose vaya vanoita zvakaipa vachaita semashanga.+ Zuva riri kuuya richavaparadza,” Jehovha wemauto adaro, “zvokuti harizovasiyiri mudzi kana davi.+

  • Ruka 18:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndinokuudzai, Murume uyu akaburukira kumba kwake anzi akarurama+ kupfuura murume uya; nokuti munhu wose anozvikwidziridza achanyadziswa, asi anozvininipisa achakwidziridzwa.”+

  • Jakobho 4:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvisinei, mutsa usina kukodzera kuwanwa waanoratidza mukuru kwazvo.+ Nokudaro rugwaro rwacho runoti: “Mwari anoshora vanozvikudza,+ asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.”+

  • 1 Petro 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe