Isaya 24:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jenaguru ratsveruka, uye zuva rinopenya ranyara,+ nokuti Jehovha wemauto ava mambo+ anobwinya muGomo reZiyoni+ nomuJerusarema nepamberi pevarume vakwegura.+ Mika 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichaita kuti ivo vakanga vachikamhina vave vanosara,+ uye ndichaita kuti ivo vakabviswa vakaendeswa kure vave rudzi rune simba;+ Jehovha achava mambo wavo ari muGomo reZiyoni, kubvira zvino kusvikira nokusingagumi.+ Zefaniya 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jehovha achange achityisa kwavari;+ nokuti achaonza vanamwari vose vepanyika,+ uye vanhu vose vachamukotamira,+ mumwe nomumwe ari munzvimbo yake, izvo zvitsuwa zvose zvemarudzi.+
23 Jenaguru ratsveruka, uye zuva rinopenya ranyara,+ nokuti Jehovha wemauto ava mambo+ anobwinya muGomo reZiyoni+ nomuJerusarema nepamberi pevarume vakwegura.+
7 Ndichaita kuti ivo vakanga vachikamhina vave vanosara,+ uye ndichaita kuti ivo vakabviswa vakaendeswa kure vave rudzi rune simba;+ Jehovha achava mambo wavo ari muGomo reZiyoni, kubvira zvino kusvikira nokusingagumi.+
11 Jehovha achange achityisa kwavari;+ nokuti achaonza vanamwari vose vepanyika,+ uye vanhu vose vachamukotamira,+ mumwe nomumwe ari munzvimbo yake, izvo zvitsuwa zvose zvemarudzi.+