Dheuteronomi 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi nyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore ive yenyu inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yokumatenga; Pisarema 65:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Makafunga nezvenyika, kuti muipe zvinhu zvizhinji;+Munoipfumisa kwazvo.Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura.+Munogadzirira zviyo zvavo,+Nokuti ndiwo magadziriro amunoita nyika.+ Pisarema 104:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iye anodiridza makomo ari mudzimba dzake dzepamusoro.+Nyika inogutswa nezvibereko zvemabasa enyu.+ Zekariya 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Kumbirai Jehovha kuti akunayisirei mvura+ munguva yemvura yokupedzisira,+ iye Jehovha anoita makore anounza dutu,+ anonayisa mvura zhinji pavari,+ anopa mumwe nomumwe zvinomera mumunda.+
11 Asi nyika yamuri kuyambukira kwairi kuti muitore ive yenyu inyika yemakomo nemapani.+ Inonwa mvura yokumatenga;
9 Makafunga nezvenyika, kuti muipe zvinhu zvizhinji;+Munoipfumisa kwazvo.Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura.+Munogadzirira zviyo zvavo,+Nokuti ndiwo magadziriro amunoita nyika.+
13 Iye anodiridza makomo ari mudzimba dzake dzepamusoro.+Nyika inogutswa nezvibereko zvemabasa enyu.+
10 “Kumbirai Jehovha kuti akunayisirei mvura+ munguva yemvura yokupedzisira,+ iye Jehovha anoita makore anounza dutu,+ anonayisa mvura zhinji pavari,+ anopa mumwe nomumwe zvinomera mumunda.+