Pisarema 112:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akapa norupo rukuru; akapa varombo.+צ [Tsa·dhehʹ]Kururama kwake kunogara nokusingaperi.+ק [Qohph]Nyanga yake ichakwidziridzwa nokukudzwa.+ Zvirevo 11:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kune munhu anoparadzira asi iye achiwedzerwa;+ uyewo uya anorega kuita zvakarurama, asi zvinongoguma nokushayiwa.+ Mabasa 9:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Petro akasimuka, akaenda navo. Paakasvika, vakapinda naye muimba yepamusoro; uye chirikadzi dzose dzakauya kwaari dzichisvimha misodzi dzichimuratidza nguo dzomukati nedzokunze+ zhinji dzaiitwa naDhokasi paakanga ainavo.+
9 Akapa norupo rukuru; akapa varombo.+צ [Tsa·dhehʹ]Kururama kwake kunogara nokusingaperi.+ק [Qohph]Nyanga yake ichakwidziridzwa nokukudzwa.+
24 Kune munhu anoparadzira asi iye achiwedzerwa;+ uyewo uya anorega kuita zvakarurama, asi zvinongoguma nokushayiwa.+
39 Petro akasimuka, akaenda navo. Paakasvika, vakapinda naye muimba yepamusoro; uye chirikadzi dzose dzakauya kwaari dzichisvimha misodzi dzichimuratidza nguo dzomukati nedzokunze+ zhinji dzaiitwa naDhokasi paakanga ainavo.+