Isaya 24:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Tarirai! Jehovha achabvisa zvinhu zvose panyika achiiita dongo,+ uye aipidigura,+ akaparadzira vanogara pairi.+ Isaya 24:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nyika iri kuchema,+ yaparara. Nyika inobereka yaoma, yaparara. Vaya vakakwirira pavanhu vomunyika yacho vava vashoma.+
24 Tarirai! Jehovha achabvisa zvinhu zvose panyika achiiita dongo,+ uye aipidigura,+ akaparadzira vanogara pairi.+
4 Nyika iri kuchema,+ yaparara. Nyika inobereka yaoma, yaparara. Vaya vakakwirira pavanhu vomunyika yacho vava vashoma.+