Pisarema 28:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vapei zvinoenderana nezvavanoita,+Zvinoenderana nokuipa kwemabasa avo.+Vapei zvinoenderana nebasa remaoko avo.+Vatsivei zvavanoita.+ Pisarema 62:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyewo mutsa worudo ndowenyu, haiwa Jehovha,+Nokuti munoripa mumwe nomumwe maererano nebasa rake.+ 2 VaKorinde 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti tose tinofanira kuratidzwa pachena zvatiri pamberi pechigaro chokutonga chaKristu,+ kuti mumwe nomumwe awane mubayiro wake nokuda kwezvinhu zvakaitwa nomuviri, maererano nezvinhu zvaakaita, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+ 2 Timoti 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Arekizanda+ mupfuri wemhangura akandiitira zvinokuvadza zvizhinji—Jehovha achamutsiva maererano nemabasa ake+— Jakobho 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti uya asingaratidzi ngoni achatongwa pasina ngoni.+ Ngoni dzinofara kwazvo nokukunda pakutongwa.
4 Vapei zvinoenderana nezvavanoita,+Zvinoenderana nokuipa kwemabasa avo.+Vapei zvinoenderana nebasa remaoko avo.+Vatsivei zvavanoita.+
10 Nokuti tose tinofanira kuratidzwa pachena zvatiri pamberi pechigaro chokutonga chaKristu,+ kuti mumwe nomumwe awane mubayiro wake nokuda kwezvinhu zvakaitwa nomuviri, maererano nezvinhu zvaakaita, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+
14 Arekizanda+ mupfuri wemhangura akandiitira zvinokuvadza zvizhinji—Jehovha achamutsiva maererano nemabasa ake+—
13 Nokuti uya asingaratidzi ngoni achatongwa pasina ngoni.+ Ngoni dzinofara kwazvo nokukunda pakutongwa.