Pisarema 58:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vakaipa vagara vari vatsauki kubvira muchibereko;+Vakadzungaira kubvira vachiri mudumbu;Vari kureva nhema.+ Jeremiya 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvanzi naJehovha: “Madzibaba enyu akawanei mandiri chakanga chisina kururama,+ zvokuti akava kure neni kwazvo,+ uye akaramba achitevera chidhori+ chisina zvachinobatsira, achiva asina zvaanobatsira pachawo?+ Jeremiya 15:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “‘Iwe wakandisiya,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Unoramba uchifamba uchidzokera shure.+ Ndichakutambanudzira ruoko rwangu ndokuparadza.+ Ndaneta nokuzvidemba.+ VaRoma 8:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 nokuti kufunga kwenyama kunoreva kuvengana+ naMwari, nokuti nyama haizviisi pasi+ pomutemo waMwari, uyewo, chokwadi, haigoni kudaro.
3 Vakaipa vagara vari vatsauki kubvira muchibereko;+Vakadzungaira kubvira vachiri mudumbu;Vari kureva nhema.+
5 Zvanzi naJehovha: “Madzibaba enyu akawanei mandiri chakanga chisina kururama,+ zvokuti akava kure neni kwazvo,+ uye akaramba achitevera chidhori+ chisina zvachinobatsira, achiva asina zvaanobatsira pachawo?+
6 “‘Iwe wakandisiya,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Unoramba uchifamba uchidzokera shure.+ Ndichakutambanudzira ruoko rwangu ndokuparadza.+ Ndaneta nokuzvidemba.+
7 nokuti kufunga kwenyama kunoreva kuvengana+ naMwari, nokuti nyama haizviisi pasi+ pomutemo waMwari, uyewo, chokwadi, haigoni kudaro.