Mateu 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’” Mako 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 teererai! mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake,’”+ Ruka 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku remashoko omuprofita Isaya, kuti: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake.+ Johani 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+
3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’”
3 teererai! mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake,’”+
4 sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku remashoko omuprofita Isaya, kuti: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake.+
23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+