Isaya 11:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Pachava nomugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nokuda kwevanosara+ vevanhu vake avo vachasara,+ sezvapakava nomumwe nokuda kwaIsraeri pazuva raakabuda munyika yeIjipiti.
16 Pachava nomugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nokuda kwevanosara+ vevanhu vake avo vachasara,+ sezvapakava nomumwe nokuda kwaIsraeri pazuva raakabuda munyika yeIjipiti.