Isaya 27:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jakobho achadzika midzi pamazuva anouya, Israeri+ achatumbuka uye achatungira; vachazadza nyika inobereka nezvibereko.+ Isaya 60:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Vanhu vako, vose zvavo vachava vakarurama;+ vachaita kuti nyika yacho ive yavo nokusingagumi,+ nhungirwa yandakadyara,+ basa remaoko angu,+ kuti ndipiwe runako.+ Joeri 2:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jehovha achashingairira nyika yake+ uye achanzwira vanhu vake tsitsi.+
6 Jakobho achadzika midzi pamazuva anouya, Israeri+ achatumbuka uye achatungira; vachazadza nyika inobereka nezvibereko.+
21 Vanhu vako, vose zvavo vachava vakarurama;+ vachaita kuti nyika yacho ive yavo nokusingagumi,+ nhungirwa yandakadyara,+ basa remaoko angu,+ kuti ndipiwe runako.+