Genesisi 49:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi uta hwake hwaigara munzvimbo isingachinji,+ uye simba remaoko ake raichinja-chinja.+ Kubva pamaoko aIye Ane Simba waJakobho,+ kubva ipapo ndipo pane Mufudzi, Dombo raIsraeri.+ Isaya 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Havazovi nenzara,+ uyewo havazovi nenyota,+ uyewo havazopiswi nokupisa kukuru kana kuti nezuva.+ Nokuti Iye ari kuvanzwira tsitsi achavatungamirira,+ uye achavaendesa kuzvitubu zvemvura.+ VaHebheru 13:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Mwari worugare,+ akamutsa mufudzi mukuru+ wemakwai+ kubva kuvakafa,+ iye Ishe wedu Jesu, neropa resungano isingaperi,+ 1 Petro 2:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti makanga makaita semakwai, akarasika;+ asi zvino madzokera kumufudzi+ nomutariri wemweya yenyu.
24 Asi uta hwake hwaigara munzvimbo isingachinji,+ uye simba remaoko ake raichinja-chinja.+ Kubva pamaoko aIye Ane Simba waJakobho,+ kubva ipapo ndipo pane Mufudzi, Dombo raIsraeri.+
10 Havazovi nenzara,+ uyewo havazovi nenyota,+ uyewo havazopiswi nokupisa kukuru kana kuti nezuva.+ Nokuti Iye ari kuvanzwira tsitsi achavatungamirira,+ uye achavaendesa kuzvitubu zvemvura.+
20 Zvino Mwari worugare,+ akamutsa mufudzi mukuru+ wemakwai+ kubva kuvakafa,+ iye Ishe wedu Jesu, neropa resungano isingaperi,+
25 Nokuti makanga makaita semakwai, akarasika;+ asi zvino madzokera kumufudzi+ nomutariri wemweya yenyu.