Johani 21:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino, pavakanga vasvusvura, Jesu akati kuna Simoni Petro: “Simoni mwanakomana waJohani, unondida here kupfuura idzi?”+ Iye akati kwaari: “Hungu, Ishe, munoziva kuti ndinokudai kwazvo.”+ Iye akati kwaari: “Dyisa makwayana angu.”+
15 Zvino, pavakanga vasvusvura, Jesu akati kuna Simoni Petro: “Simoni mwanakomana waJohani, unondida here kupfuura idzi?”+ Iye akati kwaari: “Hungu, Ishe, munoziva kuti ndinokudai kwazvo.”+ Iye akati kwaari: “Dyisa makwayana angu.”+