Zekariya 9:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti, haiwa, kunaka kwake kukuru sei,+ uye runako rwake rukuru sei!+ Zviyo ndizvo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva ndiyo ichaita kuti mhandara dzikure.”+
17 Nokuti, haiwa, kunaka kwake kukuru sei,+ uye runako rwake rukuru sei!+ Zviyo ndizvo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva ndiyo ichaita kuti mhandara dzikure.”+