Mika 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ko Jehovha angafadzwa nemakondohwe ane zviuru, nehova dzemafuta dzine makumi ezviuru here?+ Ndingapa mwanakomana wangu wedangwe nokuda kwokumukira kwangu, icho chibereko chedumbu rangu nokuda kwechivi chomweya wangu here?+
7 Ko Jehovha angafadzwa nemakondohwe ane zviuru, nehova dzemafuta dzine makumi ezviuru here?+ Ndingapa mwanakomana wangu wedangwe nokuda kwokumukira kwangu, icho chibereko chedumbu rangu nokuda kwechivi chomweya wangu here?+