Pisarema 19:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Matenga anozivisa kubwinya kwaMwari;+Nzvimbo huru yokudenga inozivisa basa remaoko ake.+ Mabasa 14:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 chokwadi, kunyange zvazvo asina kurega kuzvipupurira pakuti akaita zvakanaka,+ achikupai mvura+ inobva kudenga nemwaka inobereka zvibereko, achizadza mwoyo yenyu kwazvo nezvokudya nomufaro.”+ VaRoma 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti izvo zvaari zvisingaoneki,+ iro simba+ rake risingagumi nokuva kwake Mwari,+ zvinonyatsooneka kubvira pakasikwa nyika,+ nokuti zvinonzwisiswa panoonekwa zvinhu zvakaitwa,+ zvokuti havana chokuzvipembedza nacho;+
17 chokwadi, kunyange zvazvo asina kurega kuzvipupurira pakuti akaita zvakanaka,+ achikupai mvura+ inobva kudenga nemwaka inobereka zvibereko, achizadza mwoyo yenyu kwazvo nezvokudya nomufaro.”+
20 Nokuti izvo zvaari zvisingaoneki,+ iro simba+ rake risingagumi nokuva kwake Mwari,+ zvinonyatsooneka kubvira pakasikwa nyika,+ nokuti zvinonzwisiswa panoonekwa zvinhu zvakaitwa,+ zvokuti havana chokuzvipembedza nacho;+