-
Isaya 66:19Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
19 “Ndichaisa chiratidzo pakati pavo,+ uye ndichatuma vamwe vevakapukunyuka kumarudzi,+ kuTashishi,+ Puri, neRudhi,+ vaya vanopfura nouta, Tubhari neJavhani,+ zvitsuwa+ zviri kure, vasina kunzwa mashoko pamusoro pangu kana kuti kuona kubwinya kwangu;+ uye vachazivisa kubwinya kwangu pakati pemarudzi.+
-