Pisarema 29:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Chokwadi Jehovha achapa vanhu vake simba.+Jehovha achakomborera vanhu vake norugare.+ VaFiripi 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndine simba rokuita zvinhu zvose nokuda kwaiye anondipa simba.+ VaHebheru 11:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 vakadzivisa simba romoto,+ vakapukunyuka muromo webakatwa,+ vakaitwa vane simba vachibva pakusava nesimba,+ vakava vakashinga muhondo,+ vakakunda mauto evanhu vokune dzimwe nyika.+
34 vakadzivisa simba romoto,+ vakapukunyuka muromo webakatwa,+ vakaitwa vane simba vachibva pakusava nesimba,+ vakava vakashinga muhondo,+ vakakunda mauto evanhu vokune dzimwe nyika.+