RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 94:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti Jehovha haazoregi vanhu vake,+

      Uyewo haazosiyi nhaka yake.+

  • Jeremiya 33:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 saizvozvowo ndaizoramba kunyange vana vaJakobho nevomushumiri wangu Dhavhidhi,+ kuti ndirege kutora vatongi pavana vake kuti vatarisire vana vaAbrahamu, Isaka naJakobho. Nokuti ndichaunganidza nhapwa+ dzavo uye ndichadzinzwira tsitsi.’”+

  • VaRoma 11:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Mwari haana kuramba vanhu vake, vaakatanga kuziva.+ Chokwadi, hamuzivi here zvinotaura Rugwaro pamusoro paEriya, zvaanoteterera kuna Mwari pamusoro paIsraeri?+

  • VaRoma 11:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 uye vaIsraeri vose+ vachaponeswa saizvozvi. Sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Mununuri achabva muZiyoni+ ozobvisa tsika dzokusada Mwari kuna Jakobho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe