RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 49:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Iye akati: “Chave chiri chinhu chikuru kwazvo kuti iwe uve mushumiri wangu, kuti umutse madzinza aJakobho uye kuti udzose vakachengetedzwa vaIsraeri;+ ndakuitawo kuti uve chiedza chemamwe marudzi,+ kuti ruponeso rwangu rusvike kumugumo wenyika.”+

  • Ruka 2:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 chiedza+ chokubvisa nacho chifukidziro+ pamarudzi+ nokukudzwa kwevanhu venyu vaIsraeri.”

  • Johani 8:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe